Ezekieri 21:19 BDMCS

19 “Mwanakomana womunhu, tara migwagwa miviri yomunondo wamambo weBhabhironi yaachafamba nayo, yose iri miviri ichitangira munyika imwe chete. Uite chikwangwari panoparadzana mugwagwa uchipinda muguta.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 21

Maonero Ezekieri 21:19 akapoteredza