21 Nokuti mambo weBhabhironi achamira pamharadzano dzemugwagwa, pamharadzano dzemigwagwa miviri, kuti atsvake shuramanenji: Achakanda mijenya nemiseve, achabvunza zvifananidzo zvake, achaongorora chiropa.
Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 21
Maonero Ezekieri 21:21 akapoteredza