Ezekieri 21:30 BDMCS

30 Chidzosera munondo mumuhara wawo. Panzvimbo yawakasikwa uri, munyika yamadzitateguru ako, ndipo pandichakutongera.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 21

Maonero Ezekieri 21:30 akapoteredza