Ezekieri 22:12 BDMCS

12 Mukati mako muna varume vanogamuchira fufuro kuti vateure ropa; unotora mhindu inopfuura mwero, uchizviwanira pfuma yokubiridzira kubva kuvavakidzani vako. Uye wakandikanganwa ini, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 22

Maonero Ezekieri 22:12 akapoteredza