Ezekieri 22:27 BDMCS

27 Machinda ari mukati maro akaita samapumhi ari kubvamburanya chaabata; vanoteura ropa nokuuraya vanhu kuti vawane pfuma yokusarurama.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 22

Maonero Ezekieri 22:27 akapoteredza