Ezekieri 23:10 BDMCS

10 Vakamubvisa nguo akasara asina, ashama, vakatora vanakomana vake navanasikana ndokubva vamuuraya nomunondo. Akabva ava shumo pakati pavakadzi uye akarangwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 23

Maonero Ezekieri 23:10 akapoteredza