Ezekieri 23:12 BDMCS

12 Iye akachivawo vaAsiria, vatongi navatungamiri vehondo, varwi vakapfeka zvakakwana, vatasvi vaifamba namabhiza, namajaya akanaka ose.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 23

Maonero Ezekieri 23:12 akapoteredza