27 Saka ndichagumisa unzenza hwenyu noufeve hwamakatangira muIjipiti. Hamuchazotariri zvinhu izvi muchizvishuva kana kuzorangarira Ijipiti zvakare.
Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 23
Maonero Ezekieri 23:27 akapoteredza