Ezekieri 23:29 BDMCS

29 Ivo vachakuitira ruvengo vagokutorera zvinhu zvose zvawakashandira. Vachakusiya usina kupfeka wakashama, uye kunyadzisa kwoufeve hwako kuchaiswa pachena. Unzenza hwako nokupata kwako

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 23

Maonero Ezekieri 23:29 akapoteredza