Ezekieri 23:4 BDMCS

4 Zita romukoma rakanga richinzi Ohora, uye munun'una wake ainzi Ohoribha. Ivo vakanga vari vangu uye vakabereka vanakomana navanasikana. Ohora ndiye Samaria uye Ohoribha ndiye Jerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 23

Maonero Ezekieri 23:4 akapoteredza