Ezekieri 23:42 BDMCS

42 “Mheremhere yavanhu vakanga vasina hanya yakanga yakamukomberedza: VaSabhea vakaunzwa kubva kugwenga pamwe chete navarume vaibva pamhomho yavanhu vezhowezhowe, uye vakashongedza mabhenguro mumaoko omukadzi nomunun'una wake nekorona dzakaisvonaka pamisoro yavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 23

Maonero Ezekieri 23:42 akapoteredza