Ezekieri 23:45 BDMCS

45 Asi vanhu vakarurama vachavatonga nechirango chinopiwa vakadzi vanoita ufeve nokuteura ropa, nokuti ivo zvifeve uye ropa riri pamaoko avo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 23

Maonero Ezekieri 23:45 akapoteredza