Ezekieri 25:13 BDMCS

13 naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha: Ndichatambanudza ruoko rwangu pamusoro peEdhomu ndigouraya vanhu vose varo nezvipfuwo zvavo. Ndichariparadza uye kubva kuTemani kusvika kuDhedhani vachaurayiwa nomunondo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 25

Maonero Ezekieri 25:13 akapoteredza