Ezekieri 25:4 BDMCS

4 naizvozvo ndichakuisai kuvanhu vokuMabvazuva kuti muve vavo. Vachadzika misasa yavo nokumisa matende avo pakati penyu; vachadya michero yenyu nokunwa mukaka wenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 25

Maonero Ezekieri 25:4 akapoteredza