Ezekieri 26:15 BDMCS

15 “Zvanzi naIshe Jehovha kuTire: Ko, zviwi hazvichadengenyeki here pakunzwa mubvumo wokuwa kwako, vakakuvadzwa pavanenge vachigomera uye kuuraya kuchiitika mauri here?

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 26

Maonero Ezekieri 26:15 akapoteredza