Ezekieri 27:24 BDMCS

24 Vakatengeserana newe munzvimbo dzokutengesera nguo dzakaisvonaka, dzemicheka yebhuruu, nezvakarukwa, namachira amavara namabote akakoswa uye ana mafundo akasimba.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 27

Maonero Ezekieri 27:24 akapoteredza