10 naizvozvo ndine mhaka newe nehova dzako, uye ndichaita kuti nyika yeIjipiti iparadzwe uye ive dongo kubva kuMigidhori kusvikira kuAswani, kundosvika kumuganhu weEtiopia.
Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 29
Maonero Ezekieri 29:10 akapoteredza