Ezekieri 29:12 BDMCS

12 Nyika yeIjipiti ndichaiita dongo pakati penyika dzakaparadzwa, uye maguta ayo achava matongo kwamakore makumi mana pakati pamaguta akaitwa matongo. Uye ndichaparadzira vaIjipita pakati pendudzi nokuvadzingira munyika dzose.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 29

Maonero Ezekieri 29:12 akapoteredza