Ezekieri 29:16 BDMCS

16 Ijipiti haichazombovizve chivimbo chavanhu veIsraeri asi ichava chirangaridzo chechivi chavo chokucheukira kwairi kuti vabatsirwe. Ipapo vachaziva kuti ndini Ishe Jehovha.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 29

Maonero Ezekieri 29:16 akapoteredza