Ezekieri 29:5 BDMCS

5 Ndichakusiya mugwenga, iwe nehove dzose dzomuhova dzako. Uchawira pasi pabani pachena zvapo, uye haungaunganidzwi kana kunongwa. Ndichakupa sechokudya kuzvikara zvenyika neshiri dzedenga.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 29

Maonero Ezekieri 29:5 akapoteredza