Ezekieri 29:7 BDMCS

7 Vakati vachikubata namaoko avo, iwe ukatsemuka uye ukabvarura mapfudzi avo; pavakasendamira pauri, wakavhunika misana yavo ndokuminama.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 29

Maonero Ezekieri 29:7 akapoteredza