Ezekieri 3:15 BDMCS

15 Ndakasvika kuna vakatapwa vaigara kuTera Abhibhi pedyo noRwizi rweKebhari. Zvino ipapo pavaigara, ndakagara pakati pavo kwamazuva manomwe, ndichishayiwa mashoko.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 3

Maonero Ezekieri 3:15 akapoteredza