17 “Mwanakomana womunhu, ndakakuita nharirire yeimba yaIsraeri; saka chinzwa shoko randinotaura uye uvayambire neyambiro inobva kwandiri.
Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 3
Maonero Ezekieri 3:17 akapoteredza