Ezekieri 3:21 BDMCS

21 Asi kana ukanyevera munhu akarurama uyu kuti arege kutadza uye akarega kutadza zvirokwazvo achararama nokuti akanzwa kunyeverwa, iwe uchange wazviponesa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 3

Maonero Ezekieri 3:21 akapoteredza