Ezekieri 3:23 BDMCS

23 Saka ndakasimuka ndikaenda kubani. Uye kubwinya kwaJehovha kwakanga kumire ipapo, kwakaita sokubwinya kwandakamboona paRwizi rweKebhari, ndikawira pasi nechiso changu.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 3

Maonero Ezekieri 3:23 akapoteredza