Ezekieri 31:10 BDMCS

10 “ ‘Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha: Nemhaka yokuti wakareba kwazvo, uchisimudzira manhengenya awo pamatavi akapfumvutira, uye nemhaka yokuti wakazvikudza nokuda kwokureba kwawo,

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 31

Maonero Ezekieri 31:10 akapoteredza