Ezekieri 31:3 BDMCS

3 Rangarira Asiria, yaimbova musidhari muRebhanoni, wakanga una matavi akaisvonaka akanga akafukidzira dondo; wakareba kwazvo, munhengenya wawo uri pamusoro pamashizha akapfumvutira.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 31

Maonero Ezekieri 31:3 akapoteredza