Ezekieri 31:5 BDMCS

5 Saka wakareba kwazvo kupfuura miti yose yesango, mativi awo akawanda uye matavi awo akareba, achitandavara nokuda kwemvura zhinji.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 31

Maonero Ezekieri 31:5 akapoteredza