Ezekieri 32:12 BDMCS

12 Ndichaita kuti vanhu vako vazhinji vave neminondo yavane simba, vanhu vakaipisisa pandudzi dzose. Vachaparadza kuzvikudza kweIjipiti, uye vanhu vayo vazhinji vachakundwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 32

Maonero Ezekieri 32:12 akapoteredza