Ezekieri 32:30 BDMCS

30 “Machinda ose okumusoro navaSidhoni variko; vakadzika navakaurayiwa mukunyadziswa kunyange simba ravo raityisa. Vakavata vasina kudzingiswa pamwe chete navakaurayiwa nomunondo vakatakura kunyadziswa kwavo pamwe chete navaya vanoburukira kugomba.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 32

Maonero Ezekieri 32:30 akapoteredza