Ezekieri 33:22 BDMCS

22 Zvino madekwana munhu uya asati asvika, ruoko rwaJehovha rwakanga rwuri pamusoro pangu, uye akashamisa muromo wangu munhu uya asati asvika kwandiri mangwanani. Saka muromo wangu wakazarurwa ndikasazonyararazve.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 33

Maonero Ezekieri 33:22 akapoteredza