Ezekieri 33:27 BDMCS

27 “Taura kwavari kuti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Zvirokwazvo noupenyu hwangu, vaya vakasara mumatongo vachaurayiwa nomunondo, vaya vari kumamisha, ndichavapa kuzvikara zvesango kuti zvivadye, uye vaya vari munhare nomumapako vachafa nehosha.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 33

Maonero Ezekieri 33:27 akapoteredza