Ezekieri 33:4 BDMCS

4 ipapo ani naani kana akanzwa hwamanda asi akasava nehanya nenyevero uye munondo ukasvika ukamuuraya, ropa rake richava pamusoro wake.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 33

Maonero Ezekieri 33:4 akapoteredza