Ezekieri 33:6 BDMCS

6 Asi kana nharirire ikaona munondo uchiuya uye ikasaridza hwamanda kuti iyambire vanhu uye munondo ukasvika ukabvisa upenyu hwomumwe wavo, munhu uyo achabviswa hake nokuda kwechivi chake, asi ndichabvunza ropa rake kunharirire.’

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 33

Maonero Ezekieri 33:6 akapoteredza