Ezekieri 33:9 BDMCS

9 Asi iwe kana ukanyevera munhu wakaipa uyu kuti adzoke kubva panzira dzake, iye akasaita izvozvo, achafa nokuda kwechivi chake, asi iwe unenge waponesa upenyu hwako.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 33

Maonero Ezekieri 33:9 akapoteredza