Ezekieri 34:16 BDMCS

16 Ndichatsvaka akarasika nokudzosa akadzingwa. Ndichasunga akakuvara nokusimbisa asina simba, asi akakora naane simba ndichaaparadza.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 34

Maonero Ezekieri 34:16 akapoteredza