Ezekieri 36:12 BDMCS

12 Ndichaita kuti vanhu, ivo vanhu vangu Israeri, vafambe pamusoro pako. Vachakutora uye muchava nhaka yavo; hamuchazovatorerizve vana vavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 36

Maonero Ezekieri 36:12 akapoteredza