Ezekieri 36:20 BDMCS

20 Uye kwose kwose kwavakaenda pakati pendudzi, vakasvibisa zita rangu dzvene, nokuti zvakanzi pamusoro pavo, ‘Ava ndivo vanhu vaJehovha, asi vakatonzi vabve munyika yake.’

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 36

Maonero Ezekieri 36:20 akapoteredza