Ezekieri 36:32 BDMCS

32 Ndinoda kuti muzive kuti handisi kuita izvi nokuda kwenyu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Nyaraiwo uye munyadziswe nokuda kwamaitiro enyu, imi, imba yaIsraeri!

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 36

Maonero Ezekieri 36:32 akapoteredza