Ezekieri 36:38 BDMCS

38 sokuwanda kwakaita mapoka ezvipiriso paJerusarema panguva yemitambo yaro yakatarwa. Saka maguta akaparadzwa achazadzwa namapoka avanhu. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 36

Maonero Ezekieri 36:38 akapoteredza