Ezekieri 37:25 BDMCS

25 Vachagara munyika yandakapa kumuranda wangu Jakobho, iyo nyika yaigara madzibaba avo. Vachagaramo nokusingaperi ivo navana vavo navana vavana vavo uye Dhavhidhi muranda wangu achava muchinda wavo nokusingaperi.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 37

Maonero Ezekieri 37:25 akapoteredza