Ezekieri 37:9 BDMCS

9 Ipapo akati kwandiri, “Profita kumhepo; profita, mwanakomana womunhu, uti kwairi, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Uya uchibva kumhepo ina, iwe mweya, ufemere mukati maava vakaurayiwa, kuti vararame.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 37

Maonero Ezekieri 37:9 akapoteredza