Ezekieri 38:13 BDMCS

13 Shebha neDhedhani navashambadziri vokuTashishi nemisha yaro yose vachati kwauri, “Wauya kuzopamba here? Waunganidza vanhu kuti vatore zvipfuwo nenhumbi uye kuti utore zvakapambwa zvizhinji here?” ’

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 38

Maonero Ezekieri 38:13 akapoteredza