Ezekieri 38:16 BDMCS

16 Uchauya kuzorwa navanhu vangu vaIsraeri segore rinofukidza nyika. Mumazuva anouya, iwe Gogi, ndichakuuyisa kuzorwa nenyika yangu, kuitira kuti ndudzi dzigondiziva pandinoratidza utsvene hwangu kubudikidza newe pamberi pavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 38

Maonero Ezekieri 38:16 akapoteredza