Ezekieri 4:16 BDMCS

16 Zvino akazoti kwandiri, “Mwanakomana womunhu, ndichamisa kupiwa kwezvokudya muJerusarema. Vanhu vachadya zvokudya zvakayerwa vachifunganya uye vachanwa mvura yakayerwa vapererwa,

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 4

Maonero Ezekieri 4:16 akapoteredza