Ezekieri 40:16 BDMCS

16 Makamuri namasvingo aionekwa omukati mesuo akanga akavharirwa nechidziro namawindo maduku akapoteredza, sezvakanga zvakaita pabiravira; napamawindo akapoteredza akatarisa nechomukati; mberi kwamasvingo kwakanga kwakashongedzwa nemiti yemichindwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 40

Maonero Ezekieri 40:16 akapoteredza