Ezekieri 40:25 BDMCS

25 Suo rebiravira raro zvaiva namawindo maduku aipoteredza, samawindo amamwe. Rakanga rakareba makubhiti makumi mashanu uye rine upamhi huna makubhiti maviri namashanu.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 40

Maonero Ezekieri 40:25 akapoteredza