Ezekieri 40:29 BDMCS

29 Makamuri aro, namadziro anoonekera uye namabiravira aro, akanga akaenzana namamwe pakuyera. Suo nebiravira raro zvakanga zvina mawindo akazvipoteredza. Akanga akareba makubhiti makumi mashanu noupamhi huna makubhiti makumi maviri namashanu.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 40

Maonero Ezekieri 40:29 akapoteredza