Ezekieri 40:33 BDMCS

33 Makamuri aro, namadziro aro aionekera nebiravira racho zvakanga zvine zvakaenzana nezvimwe pakuyera. Suo nebiravira raro zvakanga zvina mawindo kumativi ose. Zvakanga zvakareba makubhiti makumi mashanu uye makubhiti makumi maviri namashanu paupamhi.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 40

Maonero Ezekieri 40:33 akapoteredza