Ezekieri 40:41 BDMCS

41 Saka kwakanga kuna matafura mana parutivi rwesuo uye mamwezve mana kuno rumwe rutivi, matafura masere munzvimbo dzose, pakanga pachiurayirwa zvibayiro.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 40

Maonero Ezekieri 40:41 akapoteredza